Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
The last part, "PATINOUNGANA VATENDI, TICHIFADZANA PANYAMA, TINOMBORANGARIRA HERE KUTI TICHAZOFAMBA NOMWEYA.. 😭😭😭hits so hard
Please Corona can u varnish already please....I want to attend Andy's show before I die....the number 1 fan in Botswana approves...100%. u are too hot ANDY... Keep up the good work...
😭😭😭u just reminded me of my late brother u played this song at his funeral.
Sango ne dziva is lit.dzese dzandri kunzwa dziri kunakidza .thumbs up Andy
Munoimba VaMuridzo ndatenda zvangu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nzira hadzirwirwe. inhorowondo yemasvanhi kongonya!!!
Its the Mbira for me in the background...ukasha
Mbira ndizvo manje 👌
Mambo ane hukasha! 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Its mumweya 4 me am singing along
Zvikunaka izvi, asi handizvinzwisisi 😅😅
Unogona hako Andy
Mumweya chaimo ndimi mamatipinza
Ndiri kuiteerera this song everyday iri kundifungisa mwana wangu akashaika
Besides views and likes the real truth is unogona keep it up
Tichazofamba mumweya😇
Rakabatwa rinotendwa
apa wapinda ne concious apa
Watifambisa mumweya!!
💃💃💃💃💃
Mukoma Andy ndokumbirawo kuti muimbe gospel yamapedzisira nayo iri full song yandibata mwoyo wangu
Ayiwa ngoma unobata zvako iwe
Pure traditional music
Ukasha⚡⚡⚡
Ichoo
Mauraya mauraya Bakeketso
Nice 👌
Nyc 1 fut ichi 🔥🔥🔥
Ndinemi VaMraa....anogona mfana uyu
🔥🔥🔥
Voice ra Andy rakanyanya
👌
Heavy!!
Hukasha
👏💃