Zuva raive nemufaro rakazopera nemisodzi😢

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 апр 2025

Комментарии • 172

  • @FannyMeza-yk4wp
    @FannyMeza-yk4wp 7 месяцев назад +12

    ❤❤❤ baba oby hawana mhosva mazvekuda mawanga enyora

  • @SabinaMotebejane
    @SabinaMotebejane 4 месяца назад +2

    Mwana ndiye akatadza

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 5 месяцев назад +1

    Chokwadi ndinotenda mandigonera❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @doubleBTK
    @doubleBTK 7 месяцев назад +5

    Mwana ndiye akanga asingadi hake kurairwa ,zvinoratidza kuti aitove bitter namainn vake ,

  • @tapiwamuchuchu7291
    @tapiwamuchuchu7291 7 месяцев назад +1

    Tete munogona keep it up

  • @YvoneMuchezana
    @YvoneMuchezana 6 месяцев назад

    Andioni hanku paine chakaipa kutsiura mwana wawo amai nababa asi avana kuziva kt vakanga vatangidzwa nasatan kudhara chaingodiwa bedzi kunamatira mweya waimupa kuita zvedrug ngatidzidzei kunamatira vana vedu vachiti vadiki mwari arange ega 🙏🙏🙏

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 5 месяцев назад

    Valve nemhosva vese vaifanikugara naye pasi one on one ndadzidza ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @BeautyDembedza
    @BeautyDembedza 6 месяцев назад

    Zita re movie please 🙏

  • @TazvionaMbatini
    @TazvionaMbatini 26 дней назад

    Mazvekuda emwana baba avana mhosva aticharangi mwana here

  • @PartsonMawire
    @PartsonMawire 7 месяцев назад +2

    Oby ndiye benzi remunhu baba naamai Havana mhosva

  • @BridgetRunesu
    @BridgetRunesu 7 месяцев назад +2

    Mazvokuda ayo tete. ❤❤❤

  • @LazarusZvirambwa
    @LazarusZvirambwa 6 месяцев назад

    Good story. Ngazviyende zviyeendee zvigoyenda. Akazviuraya ega nekuda kukura msoro

  • @FaithtariroGumbo
    @FaithtariroGumbo 6 месяцев назад

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤munogonesa sis

  • @TawandaSepi
    @TawandaSepi 5 месяцев назад

    Oby ndiye aisada kutsurwa chete

  • @EulitaMudzingwa
    @EulitaMudzingwa 7 месяцев назад +1

    Baba obie havana mhosva mwana ndiye akazvimeresa manhenga pasakafanira
    thank you tete

  • @SAMSONMLAMBO-y4f
    @SAMSONMLAMBO-y4f 6 месяцев назад

  • @MightMpofu-m2f
    @MightMpofu-m2f 7 месяцев назад +2

    Thank yu tete nhsi ndini ndatanga kusvika pano more likes❤❤❤

  • @MarianoSamueltadeuTadeu-sk4hp
    @MarianoSamueltadeuTadeu-sk4hp 7 месяцев назад

    Obrigada

  • @BlessingMoyo-g6r
    @BlessingMoyo-g6r 7 месяцев назад +1

    Baba na amai havana chavatadza ange aguta ku dyiwa ku bhora

  • @NYASHAKANENUNGO
    @NYASHAKANENUNGO 6 месяцев назад

    Kuonawo kwangu apa baba obi vafanirwa Kutaura nemwana vavo zvakanaka kutoita zvakadaro imhepo yanga yakatomugarawo mwana

  • @PanasheManonga-fl7ef
    @PanasheManonga-fl7ef 7 месяцев назад

    Ngaafe hake oby

  • @IvolonceTshoma
    @IvolonceTshoma 7 месяцев назад

    Baba obey awana mosva😢

  • @Tshumapanashe540
    @Tshumapanashe540 7 месяцев назад +2

    Baba oby Havana mhosva apa Tete ,, vaivepo to stand as a father of the house,, Oby and his attitude ndovakakanganisa life yake munhu ngaabvume kutsiurwa uye ruremekedzo kumunhu mukuru wese

  • @FaithtariroGumbo
    @FaithtariroGumbo 6 месяцев назад

    😢mozonyanya kuti nyaaa apa tetakamirira hedu

  • @PreciousNgwenya-c3i
    @PreciousNgwenya-c3i 6 месяцев назад

    Baba na mainini vahana mhosva. Mwana ndiye ane mhosva

  • @AlundraSailase-mg8di
    @AlundraSailase-mg8di 6 месяцев назад

    😢baba oby hawana mhosva mazvekuda mawanga enyoka

  • @ARONEISRAELESTEVÃO
    @ARONEISRAELESTEVÃO 7 месяцев назад +1

    Ainda yankekufa

  • @salomat3748
    @salomat3748 6 месяцев назад

    Mwana anodherera uyu nhaisi mhosva yevabereki ndeyake

  • @daisyngwenya
    @daisyngwenya 6 месяцев назад

    The effects of divorce, children will grow broken

  • @ruthchibanda8784
    @ruthchibanda8784 6 месяцев назад +1

    Baba avo vanemhosva vaifanira kutaura nemwana zvakanaka wakawanza hasha vabereki dzidzai kutaurirana nevana wenyu hasha munoita loss

  • @RumbidzaiBonani
    @RumbidzaiBonani 7 месяцев назад +1

    Oby mazvokuda munhu nga bvume kutsiurika

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 7 месяцев назад +2

    Baba havana kukanganisa nkt vairanga mwana wavo

  • @PoulMaphosa
    @PoulMaphosa 6 месяцев назад

    Baba va Obey na amainini avana problem Obey azviiuraya ega nekuda Kwe bora

  • @StanleyNjeke
    @StanleyNjeke 6 месяцев назад

    Mwana ndiye aiva mupengo baba havana mhosva

  • @SelloNoko
    @SelloNoko 7 месяцев назад

    Oby waita mazvekudha😂😂

  • @kasongomabanga2732
    @kasongomabanga2732 6 месяцев назад

    Oby ndiye ane mhosva

  • @olgatavira2163
    @olgatavira2163 7 месяцев назад

    Kufunga kaive kuchoma Kwa webi..😊

  • @EvansChikukute
    @EvansChikukute 7 месяцев назад

    Nanhasi Oby anechikeersti chekukumbira ruregerero kunamai vake iye ane chikwereti akafa asina kutenda baba vake vakamutsiura

  • @patriciadengenyera
    @patriciadengenyera 7 месяцев назад

    Mwana ndiye ane mhosva

  • @Petronella-r4t
    @Petronella-r4t 7 месяцев назад +1

    Baba oby Havana mhosva vanga vakaberekwA mwana benzi chete

  • @NomiasKanyayi
    @NomiasKanyayi 3 месяца назад

    Ndomazvokuda

  • @ElizabethMakarange
    @ElizabethMakarange 7 месяцев назад

    Oby mazvokuda aya

  • @EnerstMativa
    @EnerstMativa 7 месяцев назад

    Baba Havana nyaya avo

  • @MikesibongileChazemba
    @MikesibongileChazemba 7 месяцев назад +1

    Baba obbie vakakurumidza kureactor bad kumwana plus treatment yavakaisa kumwana akadhakwa yaiiva bad

  • @peembano253
    @peembano253 7 месяцев назад +1

    Baba was 💯 correct, ,uyo akafa anga Aneta hake nekudya sadza aaah😂

    • @JudithMaregana
      @JudithMaregana 7 месяцев назад

      Baba wasn't wrong thats why we say no to drugs akarumwa nechokuchera mkomana uyu😊

  • @elliotmunetsi2767
    @elliotmunetsi2767 7 месяцев назад

    Obi anga akatopusa

  • @SolomonMakwiyana
    @SolomonMakwiyana 6 месяцев назад

    Nguva yekufa ingayakwana vese vakangozadzisa zvaidiwa namwari

  • @LuisJuaio-jc5fl
    @LuisJuaio-jc5fl 7 месяцев назад

    Oby akaita mazvokuda

  • @FaithChikweshe-u6s
    @FaithChikweshe-u6s 5 месяцев назад

    Munairo wechivi rufu regai azorore

  • @witnessjumbe1238
    @witnessjumbe1238 7 месяцев назад

    Pakaipa ma1 chaiwo mwana aifanirwa kutsiurwa obie mazvokuda mavanga enyora

  • @ThandiweChifokoyo-o9u
    @ThandiweChifokoyo-o9u 7 месяцев назад

    Obby ndiye akanga Aine mhosva baba namai vanga vasina mhosva

  • @RachealKaseke-fz3ui
    @RachealKaseke-fz3ui 7 месяцев назад

    Baba na mai obby apana akatadza obby ndiye problem

  • @PanasheManonga-fl7ef
    @PanasheManonga-fl7ef 7 месяцев назад +1

    I remember the game

  • @RosalinaArmandoMalume
    @RosalinaArmandoMalume 7 месяцев назад

    ❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @cathrinemanyeruke6028
    @cathrinemanyeruke6028 7 месяцев назад

    No one was worng but he's son was a problem.

  • @shupikaikandengwa8538
    @shupikaikandengwa8538 7 месяцев назад

    Obie raiva benzi risingade kutsiurwa vabereki havana mhosva apa

  • @LydiaJuma-m3i
    @LydiaJuma-m3i 7 месяцев назад

    Shamhu haopedze msikanzwa wemwana vaifanira kutaura naye zvakanaka

  • @richardjangano9952
    @richardjangano9952 6 месяцев назад

    Haaaa obby. Ndiye dambudziko apaa

  • @RuthGoba-mb3iv
    @RuthGoba-mb3iv 7 месяцев назад

    Baba namai hawana mhosva

  • @Franco140263
    @Franco140263 7 месяцев назад +2

    I think Orbby was just a problem of his own life. The father and mother did nothing wrong. Kuzvuraya kwake was his fault

  • @zachariamarange5343
    @zachariamarange5343 7 месяцев назад

    Obee mazvokuda mavanga enyora..baba Havana kana mhosva coz vaida kuti mwana wavo Aite zvakanaka pakugarisana navamwe

  • @ShupikaiTasiyana-pt2xk
    @ShupikaiTasiyana-pt2xk 6 месяцев назад

    Obb was rough

  • @TinasheKaimbanemoyo
    @TinasheKaimbanemoyo 7 месяцев назад

    Amai chakagovatadzisa kutsura mwana pasina baba chiiiii

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 7 месяцев назад

    Mazvoukuda mavanga inyora muricy Mai 2

  • @EsnarthMutadza
    @EsnarthMutadza 7 месяцев назад

    Mwana akazviuraisa enga nekusada kuteerera

  • @ChipoMurenha
    @ChipoMurenha 2 месяца назад

    Mazvokuda ma anga enyora

  • @luxsonmujachi6386
    @luxsonmujachi6386 7 месяцев назад

    Obby mazvokuda baba Obby Havana kana Mai Havana mhosva

  • @wilardtutogica5350
    @wilardtutogica5350 7 месяцев назад

    Obe akatadza, mainini vaitova nemoyo wakanaka

  • @cristinajorochoro4615
    @cristinajorochoro4615 7 месяцев назад

    Babá Havana mhosvo kana

  • @Nomore-y1m
    @Nomore-y1m 7 месяцев назад

    Dai zvaigona afa uruviri obby uyu its not easy kuwana stepmother vanokufarira

  • @Patience-h4x
    @Patience-h4x 7 месяцев назад

    Obby ndiye

  • @BhuruRizzler
    @BhuruRizzler 3 месяца назад

    Mazvokuda ayo mother

  • @PatienceGorondo
    @PatienceGorondo 7 месяцев назад

    Mazvokuda aya

  • @sarahsithole9790
    @sarahsithole9790 7 месяцев назад

    Bba vaObbi namainini havana mhosva

  • @TendaiMukono
    @TendaiMukono 7 месяцев назад

    Obi ndiye aiva nemhosva

  • @TendaiSigauke-d3r
    @TendaiSigauke-d3r 7 месяцев назад

    Vabereku vaobi hapana chavakaita chakashata kumwana wavo asi kt obi anga ava kutongwa nadrags

  • @TapsonMadhixwa
    @TapsonMadhixwa 6 месяцев назад

    Ob mazvokuda mavanga enyora baba na mai nini havana mhosva

  • @edwardbvochora2769
    @edwardbvochora2769 7 месяцев назад

    Obi raivadenzi chairo baba naamai vake havana mhoswa

  • @brightonmushonga-ny6dp
    @brightonmushonga-ny6dp 7 месяцев назад +1

    Aiwa apana ane mhosva asi mwana mazvokuda kungoti rufu arujairiki

  • @EdersMamanaira
    @EdersMamanaira 7 месяцев назад

    Siyai mwana amwe mushonga wefull

  • @lydiaMaponga
    @lydiaMaponga 7 месяцев назад

    Oby mazvokuda

  • @majamaja9053
    @majamaja9053 7 месяцев назад

    Mazvokuda ayo

  • @TinotendaChidzaManyembere
    @TinotendaChidzaManyembere 6 месяцев назад

    Vabereki havana mhosva mwana ndiye aive rude

  • @WatsonBhadhu
    @WatsonBhadhu 6 месяцев назад

    Haaa mwana mazvokuda mavanga enyora

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717 7 месяцев назад

    Mazokuda mavanga enyora

  • @Platimaskiri
    @Platimaskiri 7 месяцев назад

    Mazvokuda mavanga etatu akaitwa na Obi

  • @ashleynothandomutanga9577
    @ashleynothandomutanga9577 7 месяцев назад

    Obby ndiye akakanganisa

  • @felixrusipe70
    @felixrusipe70 7 месяцев назад

    Baba oby havana kumbokanganisa ba... Nekuti ivo vaitongorangawo mwana wavo.... Meana tsiurika veduwee.

  • @chipomupfudzapake2832
    @chipomupfudzapake2832 7 месяцев назад

    Baba kana mainini hapana anemhosva uyu afa nekusada kutsiurwa

  • @claudioroque952
    @claudioroque952 7 месяцев назад

    Obi mazvokuda uye amainini vake vaive munhu akanaka aitotsiura semwana

  • @ShaudinMurima
    @ShaudinMurima 7 месяцев назад

    Hawana mhosva Mwana kanaatadza anorowa

  • @carolinemutasa7550
    @carolinemutasa7550 7 месяцев назад

    Hapan ane mhosva obby ndiye akazviurayisa ega

  • @TherryTherry-t6c
    @TherryTherry-t6c 5 месяцев назад

    in the first place mai ava vakadii kudzu baba kuti vatsiure mwana
    zvagara hapana mwana anofara achiona replacement ya mai vake
    gold digger is just a gold digger, chokwadi chagara chinorwadza

  • @JacksonMatipira-zx1qz
    @JacksonMatipira-zx1qz 7 месяцев назад

    Kungoti vana vedu vemazuvano vakuda kuitwa handle with care maybe Dai vakangara naye pasi zvisina hasha pasina maininj vakanzwa kuti chii chaita kuti aite zvemadrugs

  • @emmanuelzireva9721
    @emmanuelzireva9721 6 месяцев назад

    Ayo mazvokuda aya

  • @TapiwaChimanga-z2y
    @TapiwaChimanga-z2y 7 месяцев назад

    Mwana uyo mazvokuda ungaite mwana werudzii asingade kutsiurwa nevabereki

  • @MosesNyamandi
    @MosesNyamandi 7 месяцев назад

    Mazvokda ayo

  • @mandlamandla6389
    @mandlamandla6389 7 месяцев назад +1

    😂ichakwadi Bhora tonyura naro iro I know very well

  • @PatienceTKufa
    @PatienceTKufa 6 месяцев назад

    Kana mwana atanga madrugs haatsiurike ndati

  • @LydiaMhlanga
    @LydiaMhlanga 7 месяцев назад

    Oby akafa nemazvokuda mavanga enyora